Wednesday 30 April 2014

MEN AT WORK!!!





Comments from Facebook(Nhasi muGweru)


Bright MacBolan

Zimstyle....


·   
Mellin Maisva Ndekupi uku nhasi is it true very embarrassing



Isaac Willie James

Ndivo vadii hakuna mhosva nyika yedu yakasungunuka kkkkkkkk inodya payakasungirirwa


 

Anold Fadakilla Mazani Kkkkk vamayaas

 


Speachless




Charles Jani chakaipa chii ismall break after hours kumain camp , regai vanhu vadye mari yavo

 

Vicky Peterz uptown





kkkk ndokuti pa basa !!!






· 

Abraham Nyon Pane munhu wavakamirira kubata anomwira ipapa kkkk

April 25 at 5:39




vamayazi vamayayaka




Dumezweni Nkonjeni Mafu Ijai mari dzenyu hahahahaha




Peter Jaji ndivo vamfana varikumbosha anhu ava...


· 

Kassim Ephraim Mususa ibhawa ripi iri?


· 


aya makatimudhizo




Blessing Banda Mapurisa anobvumirwa kunwa doro mu camp canteen neuniform bt nt papublic that foto if u check clearly muchaona kuti.mucanteen yemapurisa bt civilians are allowed also only muma camp canteen




Sean Timba Mari yakawedzerwa regai vamwe mupeta uyu



Mangombe Maxy "Tine kanyaya katiri kuinvestigator"


· 


Saka woda kuti vaitwe cei coz zvinoratidza kuti pane pakuforongonya.mangwana utaimire panenge pane vana gunman wazvinzwaka usaregeka coz ava wavajairira


 



Farai Pedzisai Vana mayaya




Ginah Lee Mhonds ndepa mboma pa14. Inonzi charge office


 





Jones Irvin Does not seem like they are drinking


 

Michael Munamati zoom in jones avo cde vari kufar right vakatobata charles glass.where is this place @ admin?


 

Emmanuel Hlubanyana Enjoying well earned money from bribes.


 


Drinking on duty and sitting in a bar are totally different things. The picture proves jus one of them (sitting ina bar) but not the other. so there is no need to make assumptions


 


Rega varelaxe mbavha dzakapera.


· 

Madodana Bheki Mavhankeni Ku ZRP main camp uku.




at no time shall a police officer be allowed to sit in public places except in backyards


 


@Mabgwe kikikiki are you on their side. REALLY?


 

Eddie E'flo Walusa hahaah dats Mabonga Liuqarama, Chachacha...


 

Kassim Ephraim Mususa Vanhuwo,regai vanambe.


 


ndekupi uku


 

Jonah Kamushinda Mabgwe is a Mayaya also


 









No comments:

Post a Comment